Vahebheru 11:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokutenda Enoki akatorwa kubva paupenyu huno, zvokuti haana kuona rufu; akasaonekwa, nokuti Mwari akanga amutora; nokuti asati atorwa, akanga achipupurirwa somunhu aifadza Mwari.

Vahebheru 11

Vahebheru 11:1-8