Vahebheru 11:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakatakwa namabwe; vamwe vakaitwa zvidimbu zviviri; vakaurayiwa nomunondo. Vakafamba vakapfeka matehwe amakwai namatehwe embudzi, vasina chinhu, vakatambudzwa uye vakaitirwa zvakaipa,

Vahebheru 11

Vahebheru 11:27-40