Vahebheru 11:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakadzi vakagamuchirazve vakanga vafa vavo vamutswa kuti vave vapenyu zvakare. Vamwe vakatambudzwa uye vakaramba kusunungurwa, kuitira kuti vagozopiwa kumuka kuri nani pakunaka.

Vahebheru 11

Vahebheru 11:30-40