Vahebheru 11:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokutenda tinonzwisisa kuti nyika yakaitwa nokurayira kwaMwari, zvokuti zvinhu zvinoonekwa zvakaitwa kubva pane zvinhu zvisingaonekwi.

Vahebheru 11

Vahebheru 11:2-4