Vahebheru 11:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokutenda akabva muIjipiti asingatyi kutsamwa kwamambo; akatsungirira nokuti akanga aona iye asingaonekwi.

Vahebheru 11

Vahebheru 11:18-36