Vahebheru 11:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokutenda Mozisi paakaberekwa, vabereki vake vakamuviga kwemwedzi mitatu, nokuti vakaona kuti akanga ari mwana akanaka uye havana kutya murayiro wamambo.

Vahebheru 11

Vahebheru 11:17-28