Vahebheru 11:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Abhurahama akafunga iye akati Mwari aigona kumutsa vakafa, uye tichitaura nomufananidzo, akagamuchira Isaka kubva kuvakafa.

Vahebheru 11

Vahebheru 11:17-20