Vahebheru 11:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokutenda Abhurahama, paakaedzwa naMwari, akapa Isaka sechibayiro. Iye akanga agamuchira zvipikirwa akanga obayira mwanakomana wake mumwe oga,

Vahebheru 11

Vahebheru 11:8-20