Vahebheru 11:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu ava vose vakanga vachirarama nokutenda kusvikira panguva yokufa. Havana kuwana zvinhu zvavakavimbiswa; vakangozviona chete uye vakazvigamuchira zviri kure. Uye vakabvuma kuti ivo vakanga vari vaeni navatorwa panyika.

Vahebheru 11

Vahebheru 11:8-21