Vahebheru 10:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Makanzwira tsitsi avo vakanga vari mutorongo mukagamuchira nomufaro kupambwa kwenhumbi dzenyu, nokuti maiziva kuti imi pachenyu makanga mune pfuma yakapfuura nokunaka uye inogara.

Vahebheru 10

Vahebheru 10:25-38