Vahebheru 10:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ngatiswederei kuna Mwari nomwoyo wechokwadi nokutendeka kwakasimba kwazvo, nemwoyo yakasaswa kuti tinatswe kubva pahana yakaipa uye miviri yedu yakashambwa nemvura yakachena.

Vahebheru 10

Vahebheru 10:17-31