Vahebheru 1:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti ndoupi pakati pavatumwa,Mwari waakamboti kwaari:“Ndiwe Mwanakomana wangu; nhasi ndava baba vako?”kana kutizve,“Ndichava Baba vake,naiye achava Mwanakomana wangu?”

Vahebheru 1

Vahebheru 1:1-8