Vahebheru 1:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

asi mumazuva ano okupedzisira akataura kwatiri nomuMwanakomana wake, waakaita mudyi wenhaka yezvinhu zvose, uye naiyewo waakaita naye nyika.

Vahebheru 1

Vahebheru 1:1-4