Vagaratia 6:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ini ngandirege kutongozvikudza kunze kwomumuchinjikwa waIshe wedu Jesu Kristu, uyo kubudikidza nawo nyika yakarovererwa kwandiri, uye ini kunyika.

Vagaratia 6

Vagaratia 6:12-18