Vagaratia 6:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Avo vanoda kuzviratidza kuti vakanaka nechokunze vanoedza kukumanikidzai kuti mudzingiswe. Vanongoita izvi kuti varege kutambudzwa nokuda kwomuchinjikwa waKristu.

Vagaratia 6

Vagaratia 6:11-18