Vagaratia 5:8-10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS) Kugombedzera ikoko hakuna kubva kuna iye anokudanai. Mbiriso shoma inovirisa bundu rose rakakanyiwa.