Vagaratia 5:18-20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

18. Asi kana muchitungamirirwa noMweya, hamusi pasi pomurayiro.

19. Mabasa enyama ndiwo aya: upombwe, tsvina, utere;

20. kunamata zvifananidzo uye uroyi, ruvengo, gakava, godo, kutsamwa, kuzvikudza, kuparadzana, dzidziso dzakatsauka

Vagaratia 5