Vagaratia 5:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti nyama inoshuva zvinopesana noMweya, uye Mweya anopesanawo nezvinoshuviwa nenyama. Izvi zvinorwisana pachazvo, kuti murege kuita zvamunoda.

Vagaratia 5

Vagaratia 5:16-25