Vagaratia 5:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hama dzangu, kana ndichiri kuparidza nezvokudzingiswa, ko, ndichiri kutambudzirwei hangu? Naizvozvo kugumbusa kwomuchinjikwa kwabviswa.

Vagaratia 5

Vagaratia 5:1-19