Vagaratia 4:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi zvino zvamava kuziva Mwari, kana kuti munozivikanwa naMwari, seiko mava kudzokera kune zvokuvamba zvisina simba uye zvinonzwisa urombo? Munodazve kuitwa nhapwa nazvo here?

Vagaratia 4

Vagaratia 4:5-16