Vagaratia 4:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuda kwokuti muri vanakomana, Mwari akatuma Mweya woMwanakomana wake mumwoyo yedu, Mweya anodana achiti, “Abha, Baba.”

Vagaratia 4

Vagaratia 4:1-7