Vagaratia 4:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu ivavo vanoshingaira kuti vakubatei, asi pazvinhu zvisina kunaka. Zvavanoda ndezvokukutsausai kubva kwatiri, kuitira kuti imi mugovashingairira.

Vagaratia 4

Vagaratia 4:10-24