Vagaratia 3:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rugwaro rwakaona zviri mberi kuti Mwari aizoruramisa vaHedheni nokutenda, uye rukazivisa zvevhangeri kare kuna Abhurahama kuti, “Ndudzi dzose dzicharopafadzwa kubudikidza newe.”

Vagaratia 3

Vagaratia 3:1-14