Vagaratia 3:27-29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

27. nokuti imi mose makabhabhatidzwa muna Kristu makazvifukidza naKristu.

28. Hakuchina muJudha kana muGiriki, mutapwa kana akasununguka, murume kana mukadzi, nokuti imi mose muri vamwe muna Kristu Jesu.

29. Kana muri vaKristu, ipapo muri vana vaAbhurahama, uye vadyi venhaka maererano nechipikirwa.

Vagaratia 3