Vagaratia 3:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vose vanovimba nokuchengeta murayiro vakatukwa, nokuti kwakanyorwa kuchinzi: “Vakatukwa vose vasingarambiri pakuita zvinhu zvose zvakanyorwa muBhuku roMurayiro.”

Vagaratia 3

Vagaratia 3:1-12