Vagaratia 2:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jakobho, Petro, naJohani, ivo vainzi mbiru, vakandimbunda ini naBhanabhasi noruoko rworudyi rwokuwadzana pavakaona nyasha dzandakanga ndapiwa. Vakabvuma kuti tinofanira kuenda kuvaHedheni, uye ivo vaende kuvaJudha.

Vagaratia 2

Vagaratia 2:2-15