Vagaratia 2:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana vari vaya vanonzi vanoremekedzwa, hazvinei kuti vakanga vakadii kwandiri hazvina mutsauko; Mwari haatongi nezvinoonekwa zvokunze, varume ivavo havana chavakawedzera pashoko rangu.

Vagaratia 2

Vagaratia 2:4-16