Vagaratia 2:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakarovererwa pamwe chete naKristu uye handichisiri ini ndinorarama, asi Kristu anorarama mandiri. Kurarama kwandinako munyama, ndinorarama nokutenda muMwanakomana waMwari, akandida uye akazvipa nokuda kwangu.

Vagaratia 2

Vagaratia 2:19-21