Vagaratia 1:23-24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

23. Vakangonzwa zvakaziviswa bedzi zvokuti, “Munhu uya aititambudza kare ava kuparidza zvino kutenda kuya kwaakanga achiedza kuparadza.”

24. Uye vakarumbidza Mwari nokuda kwangu.

Vagaratia 1