Vagaratia 1:2-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

2. nehama dzose dzineni,Kukereke dziri muGaratia:

3. Nyasha norugare zvinobva kuna Mwari Baba vedu nokuna Ishe Jesu Kristu ngazvive nemi,

4. akazvipa nokuda kwezvivi zvedu kuti atisunungure kubva munyika yakaipa yazvino, maererano nokuda kwaMwari Baba vedu,

Vagaratia 1