Vagaratia 1:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Handina kurigamuchira kubva kumunhu upi zvake uye handina kuridzidziswa, asi ndakarigamuchira nokuzarurirwa kunobva kuna Jesu Kristu.

Vagaratia 1

Vagaratia 1:10-19