Vafiripi 4:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvipi zvazvo zvamakadzidza kana zvamakagamuchira kana zvamakanzwa kubva kwandiri, kana zvamakaona mandiri, itai izvozvo. Uye Mwari worugare ngaave nemi.

Vafiripi 4

Vafiripi 4:7-14