Vafiripi 4:21-23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

21. Kwazisai vatsvene vose muna Kristu Jesu. Hama dzandinadzo dzinokukwazisai.

22. Vatsvene vose vanokukwazisai, kunyanya avo veimba yaKesari.

23. Nyasha dzaIshe Jesu Kristu ngadzive nomweya wenyu. Ameni.

Vafiripi 4