Vafiripi 4:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pamusoro paizvozvo, sezvamunoziva imi vaFiripi, pamazuva enyu okutanga kundiziva nevhangeri, pandakasimuka kubva kuMasedhonia, hakuna kereke yakagovana neni panyaya yokupa nokugamuchira, kunze kwenyu chete;

Vafiripi 4

Vafiripi 4:7-16