Vafiripi 3:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kunyange zvangu ini ndine chikonzero chokuvimba kwakadaro.Kana pano munhu zvake anofunga kuti ane chikonzero chokuvimba nenyama, ini ndinazvo zvakawanda:

Vafiripi 3

Vafiripi 3:1-7