Vafiripi 3:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Magumo avo ndiko kuparadzwa kwavo, Mwari wavo idumbu ravo, uye kuzvirumbidza kwavo ndiko kunyadziswa kwavo. Pfungwa dzavo dzinofunga zvinhu zvenyika.

Vafiripi 3

Vafiripi 3:15-20