Vafiripi 3:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Isu tose takura tinofanira kuva nepfungwa iyoyo. Uye kana pane dzimwe nguva imi muchifunga zvakasiyana, izvozvowo Mwari achazvijekesa kwamuri.

Vafiripi 3

Vafiripi 3:8-20