Vafiripi 2:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Musaita chinhu nomwoyo wokuchiva kana kuzvikudza, asi mukuzvininipisa muchionawo vamwe kuti vari nani kupfuura imi.

Vafiripi 2

Vafiripi 2:1-13