Vafiripi 2:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvechokwadi akanga achirwara, uye akapotsa afa. Asi Mwari akava nengoni naye, uye kwete kwaari oga asi kwandiriwo, kuti ndirege kuva nokusuwa pamusoro pokusuwa.

Vafiripi 2

Vafiripi 2:18-30