Vafiripi 2:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kuitira kuti mugova vasina chavangapomerwa uye vakachena, vana vaMwari vasina mhosva murudzi urwu rwakakombama uye rwakatsauka, rwamunovhenekera senyeredzi munyika

Vafiripi 2

Vafiripi 2:5-20