Vafiripi 1:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvakanaka kwandiri kuti ndifunge saizvozvo pamusoro penyu mose, sezvo ndinemi mumwoyo; nokuti kunyange ndakasungwa kana kuti ndichidzivirira nokusimbisa vhangeri, imi mose munogovana neni munyasha dzaMwari.

Vafiripi 1

Vafiripi 1:4-15