Vafiripi 1:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti makapiwa imi nokuda kwaKristu kuti musangotenda kwaari bedzi, asi kuti mutambudzike nokuda kwake,

Vafiripi 1

Vafiripi 1:27-30