Vaefeso 6:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tikiko, hama inodikanwa nomuranda akatendeka muna She, achakuudzai zvinhu zvose, kuitira kuti nemiwo muzive zvandiri nezvandinoita.

Vaefeso 6

Vaefeso 6:13-24