Vaefeso 5:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi pakati penyu hapafaniri kutaurwa kunyange zvoupombwe, kana tsvina yemhando ipi zvayo, kana kukara, nokuti izvi hazvina kunaka kuvanhu vatsvene vaMwari.

Vaefeso 5

Vaefeso 5:1-11