Vaefeso 5:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pana izvozvo zvose, hakuna munhu akatongovenga muviri wake, asi anoupa zvokudya uye anouchengeta, sezvinoita Kristu kukereke,

Vaefeso 5

Vaefeso 5:28-33