Vaefeso 4:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kubva maari muviri wose, wakasanganiswa uye wakabatanidzwa pamwe chete nenhengo dzose dzichiusimbisa, unokura uye unozvivaka murudo, sezvo mutezo mumwe nomumwe uchiita basa rawo.

Vaefeso 4

Vaefeso 4:6-21