Vaefeso 3:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino iye anogona kuita zvikuru zvisingagoni kuyerwa kupfuura zvose zvatingakumbira kana kufunga, maererano nesimba rake riri kushanda mukati medu,

Vaefeso 3

Vaefeso 3:17-21