Vaefeso 2:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kuitira kuti munguva dzinouya aratidze pfuma yake huru yenyasha dzake, zvichiratidzwa muunyoro hwake kwatiri muna Kristu Jesu.

Vaefeso 2

Vaefeso 2:1-10