20. makavakwa panheyo dzavapostori navaprofita, naKristu Jesu pachake ari dombo rapakona.
21. Maari imba yose yakabatanidzwa pamwe chete uye inokura kuti ive temberi tsvene muna She.
22. Uye maari nemiwo makavakwa pamwe chete kuti muve ugaro hwaMwari muMweya.