Vaefeso 2:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

nokuparadza munyama yake murayiro nezvakarayirwa zvawo uye zvakatemwa. Vavariro yake yakanga iri yokusika maari munhu mumwe chete mutsva kubva pavaviri, naizvozvo aite rugare,

Vaefeso 2

Vaefeso 2:10-22